Zvakazarurwa 4:5 BDMCS

5 Pachigaro choushe pakabuda kupenya kwemheni, kudengenyeka uye namaungira okutinhira. Pamberi pechigaro choushe, pakanga pane mwenje minomwe yaipfuta. Iyi ndiyo mweya minomwe yaMwari.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 4

Maonero Zvakazarurwa 4:5 akapoteredza