13 Israeri yose ichamuchema igomuviga. Ndiye oga waJerobhoamu achavigwa, nokuti ndiye oga mumba maJerobhoamu aonekwa naJehovha, Mwari waIsraeri, kuti ane chakanaka maari.
Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 14
Maonero 1 Madzimambo 14:13 akapoteredza