1 Madzimambo 18:26 BDMCS

26 Saka vakatora hando yavakanga vapiwa vakaigadzira.Ipapo vakadana kuzita raBhaari kubvira mangwanani kusvikira masikati. Vakadanidzira vakati, “Bhaari, tipindure!” Asi mhinduro haina kuwanikwa; hapana akapindura. Vakatamba vachipoterera aritari yavakanga vaita.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 18

Maonero 1 Madzimambo 18:26 akapoteredza