1 Madzimambo 18:29 BDMCS

29 Masikati akapfuura, ivo vakaramba vachiprofita zveshungu kusvikira nguva yechibayiro chamanheru. Asi hapana chakaitika, hapana akapindura, hapana akaratidza hanya.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 18

Maonero 1 Madzimambo 18:29 akapoteredza