20 Ipapo vakati, “Ndine chikumbiro chidiki kwauri. Usandirambira zvako.”Mambo akapindura akati, “Kumbirai henyu, mai, handikurambiriyi.”
Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 2
Maonero 1 Madzimambo 2:20 akapoteredza