1 Madzimambo 2:39 BDMCS

39 Asi mushure mamakore matatu, varanda vaShimei vaviri vakatiza vakaenda kuna Akishi mwanakomana waMaaka, mambo weGati, Shimei akaudzwa kuti, “Varanda vako vari kuGati.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 2

Maonero 1 Madzimambo 2:39 akapoteredza