1 Madzimambo 21:29 BDMCS

29 “Waona here kuti Ahabhu azvininipisa sei pamberi pangu? Nokuti azvininipisa, handichauyisa dambudziko guru iri mumazuva ake, asi ndichariuyisa paimba yake mumazuva omwanakomana wake.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 21

Maonero 1 Madzimambo 21:29 akapoteredza