1 Madzimambo 22:4 BDMCS

4 Uye akakumbira Jehoshafati akati, “Uchaenda neni here kundorwa neRamoti Gireadhi?” Jehoshafati akapindura mambo weIsraeri achiti, “Ini ndakangofanana newe, vanhu vangu vakafanana nevako, mabhiza angu samabhiza ako.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 22

Maonero 1 Madzimambo 22:4 akapoteredza