1 Madzimambo 22:42 BDMCS

42 Jehoshafati akanga ane makore makumi matatu namashanu okuberekwa paakava mambo, uye akatonga muJerusarema kwamakore makumi maviri namashanu. Zita ramai vake raiva Azubha, mwanasikana waShirihi.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 22

Maonero 1 Madzimambo 22:42 akapoteredza