1 Madzimambo 3:27 BDMCS

27 Ipapo mambo akapa mutongo wake akati, “Ipai mwana mupenyu kumukadzi wokutanga. Musamuuraya; ndiye mai vake.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 3

Maonero 1 Madzimambo 3:27 akapoteredza