1 Madzimambo 8:23 BDMCS

23 akati,“Jehovha, Mwari weIsraeri, hakuna mumwe Mwari akaita semi kumusoro kudenga kana pasi panyika, imi munochengeta sungano yorudo yavaranda venyu vanofamba pamberi penyu nomwoyo wavo wose.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 8

Maonero 1 Madzimambo 8:23 akapoteredza