1 Makoronike 19:17 BDMCS

17 Dhavhidhi paakaudzwa izvi, akaunganidza Israeri yose ndokuyambuka Jorodhani; akaswedera kwavari kundovarwisa uye akaronga mitsetse yehondo akatarisana navo. Dhavhidhi akaita kuti mitsetse yake isangane navaAramu muhondo uye ivo vakarwa naye.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 19

Maonero 1 Makoronike 19:17 akapoteredza