1 Samueri 23:10 BDMCS

10 Dhavhidhi akati, “Haiwa Jehovha, Mwari waIsraeri, muranda wenyu anzwa zvechokwadi kuti Sauro ari kuronga kuti auye kuKeira kuti aparadze guta iri nokuda kwangu.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 23

Maonero 1 Samueri 23:10 akapoteredza