1 Samueri 23:11 BDMCS

11 Ko, vanhu veKeira vachandiisa kwaari here? Ko, Sauro achaburuka here, sokunzwa kwaita muranda wenyu? Haiwa Jehovha, Mwari waIsraeri, zivisai muranda wenyu.” Uye Jehovha akati, “Achauya.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 23

Maonero 1 Samueri 23:11 akapoteredza