1 Samueri 23:7 BDMCS

7 Sauro akaudzwa kuti Dhavhidhi akanga aenda kuKeira, ndokuti, “Mwari amuisa muruoko rwangu, nokuti Dhavhidhi azvipfigira zvaapinda muguta rina masuo namazariro.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 23

Maonero 1 Samueri 23:7 akapoteredza