2 Madzimambo 1:12 BDMCS

12 Eria akati kwaari, “Kana ndiri munhu waMwari, moto ngauburuke uchibva kudenga ukuparadze iwe navanhu vako vana makumi mashanu.” Ipapo moto waMwari wakaburuka uchibva kudenga ukamuparadza iye navanhu vake makumi mashanu.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 1

Maonero 2 Madzimambo 1:12 akapoteredza