2 Madzimambo 1:15 BDMCS

15 Zvino mutumwa waJehovha akati kuna Eria, “Buruka pamwe chete naye; usamutya.” Naizvozvo Eria akasimuka akaenda naye kuna mambo.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 1

Maonero 2 Madzimambo 1:15 akapoteredza