2 Madzimambo 10:15 BDMCS

15 Abva ikoko, akasangana naJehonadhabhi mwanakomana waRekabhi, akanga ari munzira kuzosangana naye. Jehu akamukwazisa akati, “Unondifarira here, sokufarira kwandinokuita.” Jehonadhabhi akati, “Hongu.” Jehu akati, “Kana zviri izvo ndipe ruoko rwako.” Akaita saizvozvo, Jehu akamukwidza mungoro.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 10

Maonero 2 Madzimambo 10:15 akapoteredza