2 Madzimambo 13:25 BDMCS

25 Ipapo Jehoashi mwanakomana waJehoahazi akatorazve kubva kuna Bhenihadhadhi mwanakomana waHazaeri maguta aakanga atora muhondo kubva kuna baba vake Jehoahazi. Jehoashi akamukunda katatu, nokudaro akadzorazve maguta avaIsraeri.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 13

Maonero 2 Madzimambo 13:25 akapoteredza