2 Madzimambo 23:8 BDMCS

8 Josia akabudisa vaprista vose vaibva mumaguta eJudha akashatisa matunhu akakwirira, kubva kuGebha kusvikira kuBheerishebha, kwaipisirwa zvinonhuwira navaprista. Akaputsa matunhu akakwirira apamasuo apamukova weSuo raJoshua, mutongi weguta, raiva kuruboshwe rwesuo reguta.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 23

Maonero 2 Madzimambo 23:8 akapoteredza