2 Madzimambo 24:7 BDMCS

7 Mambo weIjipiti haana kuzobudazve kubva munyika yake nokuti mambo weBhabhironi akanga atora nyika yake yose, kubva kuRwizi rweIjipiti kusvikira kuRwizi Yufuratesi.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 24

Maonero 2 Madzimambo 24:7 akapoteredza