2 Madzimambo 25:25 BDMCS

25 Kunyange zvakadaro, mumwedzi wechinomwe Ishumaeri mwanakomana waNetania, mwanakomana waErishama, akanga ari weropa roushe, akauya navarume gumi akauraya Gedharia navarume veJudha neveBhabhironi vaiva naye paMizipa.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 25

Maonero 2 Madzimambo 25:25 akapoteredza