2 Madzimambo 6:6 BDMCS

6 Munhu waMwari akati, “Rawira napapi?” Akati amuratidza nzvimbo yacho, Erisha akatema rutanda akarukandirapo, uye akapapamadza musoro wedemo.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 6

Maonero 2 Madzimambo 6:6 akapoteredza