2 Madzimambo 9:32 BDMCS

32 Jehu akatarira kumusoro pawindo akadanidzira akati, “Ndiani ari kurutivi rwangu? Ndiani?” Varanda vaviri kana vatatu vakamutarira.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 9

Maonero 2 Madzimambo 9:32 akapoteredza