2 Makoronike 10:10 BDMCS

10 Majaya aakanga akura nawo akapindura akati, “Taurirai vanhu vakati kwamuri, ‘Baba venyu vakatitakudza joko rinorema asi itai kuti joko redu rireruke,’ kuti, ‘Munwe wangu mudiki mukobvu kupfuura chiuno chababa vangu.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 10

Maonero 2 Makoronike 10:10 akapoteredza