2 Makoronike 19:2 BDMCS

2 Jehu muoni, mwanakomana waHanani, akabuda kundosangana naye akati kuna mambo, “Mungabatsira here vanhu vakaipa uye mugoda avo vanovenga Jehovha? Nokuda kwaizvozvi kutsamwa kwaJehovha kwava pamusoro penyu.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 19

Maonero 2 Makoronike 19:2 akapoteredza