2 Makoronike 27:2 BDMCS

2 Akaita zvakanaka pamberi paJehovha sezvakanga zvaitwa nababa vake Uzia, asi iye haana kuzopinda zvake mutemberi yaJehovha. Kunyange zvakadaro, vanhu vakaramba vachiita zvakaipa zvavo.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 27

Maonero 2 Makoronike 27:2 akapoteredza