2 Makoronike 30:15 BDMCS

15 Vakauraya gwayana rechibayiro chePasika pazuva regumi neina romwedzi wechipiri. Vaprista navaRevhi vakanyara kwazvo vakazvinatsa vakauyisa zvipiriso zvinopiswa kutemberi yaJehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 30

Maonero 2 Makoronike 30:15 akapoteredza