2 Makoronike 6:13 BDMCS

13 Zvino akanga agadzira pokumira pakakwirira nendarira, pakanga pakareba makubhiti mashanua, pane upamhi hwamakubhiti mashanu uye pakakwirira makubhiti matatub, uye akanga apaisa pakati pechivanze chokunze. Akamira pokumira paya akapfugama pamberi peungano yose yaIsraeri akatambanudzira maoko ake kudenga.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 6

Maonero 2 Makoronike 6:13 akapoteredza