2 Samueri 10:14 BDMCS

14 VaAmoni pavakaona vaAramu vachitiza, vakatiza pamberi paAbhishai, ndokupinda muguta. Saka Joabhu akadzoka kundorwisa vaAmoni akasvika kuJerusarema.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 10

Maonero 2 Samueri 10:14 akapoteredza