2 Samueri 10:17 BDMCS

17 Dhavhidhi akati azvinzwa, akaunganidza vaIsraeri vose, vakayambuka Jorodhani uye vakaenda kuHeramu. VaAramu vakazvigadzirira kuti vasangane naDhavhidhi uye vakarwa naye.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 10

Maonero 2 Samueri 10:17 akapoteredza