2 Samueri 10:18 BDMCS

18 Asi vakatiza pamberi pavaIsraeri, Dhavhidhi akauraya mazana manomwe avachairi vengoro dzamabhiza nezviuru makumi mana zvavarwi vetsoka. Akabaya Shobhaki mutungamiri wehondo yavo, akafira ipapo.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 10

Maonero 2 Samueri 10:18 akapoteredza