2 Samueri 10:8 BDMCS

8 VaAmoni vakabuda pasuo reguta ravo ndokubva vazvironga kuti varwe, uye vaAramu veZobha neRehobhi navarume veTobhi neveMaaka vakanga vari voga mubani.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 10

Maonero 2 Samueri 10:8 akapoteredza