Dhanieri 2:47 BDMCS

47 Mambo akati kuna Dhanieri, “Zvirokwazvo Mwari wako ndiMwari wavamwari naIshe wamadzimambo uye nomuzivisi wezvakavanzika, nokuti iwe wakagona kuzivisa chakavanzika ichi.”

Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 2

Maonero Dhanieri 2:47 akapoteredza