Dhuteronomi 11:10 BDMCS

10 Nyika yamuri kupinda kundotora haina kufanana nenyika yeIjipiti, uko kwamakabva, uko kwamaidyara mbeu dzenyu muchidirira namakumbo sezvinoitwa mubindu romuriwo.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 11

Maonero Dhuteronomi 11:10 akapoteredza