Dhuteronomi 11:24 BDMCS

24 Nzvimbo ipi neipi yamuchatsika netsoka dzenyu ichava yenyu: Nyika yenyu ichabva kurenje ichisvika kuRebhanoni, uye ichabva kuRwizi Yufuratesi ichisvika kugungwa rokumavirazuva.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 11

Maonero Dhuteronomi 11:24 akapoteredza