Dhuteronomi 11:6 BDMCS

6 uye nezvaakaita kuna Dhatani naAbhiramu vanakomana vaEriabhu muRubheni, apo nyika yakashamisa muromo wayo ikavamedza ivo nevedzimba dzavo, namatende avo nezvipenyu zvose zvakanga zviri zvavo, pakati pavaIsraeri vose.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 11

Maonero Dhuteronomi 11:6 akapoteredza