Dhuteronomi 19:11 BDMCS

11 Asi kana munhu achivenga muvakidzani wake akamuvandira, akamurova uye akamuuraya, akatizira kune rimwe ramaguta aya,

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 19

Maonero Dhuteronomi 19:11 akapoteredza