Dhuteronomi 3:28 BDMCS

28 Asi rayira Joshua, ugomukurudzira nokumusimbisa nokuti achatungamirira vanhu ava pakuyambuka uye achaita kuti vagare nhaka yenyika yauchaona.”

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 3

Maonero Dhuteronomi 3:28 akapoteredza