Dhuteronomi 4:28 BDMCS

28 Ikoko muchanamata vamwari vakaitwa navanhu, vamatanda navamabwe, vasingagoni kana kunzwa kana kudya kana kunhuhwidza.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 4

Maonero Dhuteronomi 4:28 akapoteredza