Dhuteronomi 5:16 BDMCS

16 “Kudza baba vako namai vako, sezvawakarayirwa naJehovha Mwari wako, kuti mazuva ako ave mazhinji uye kuti zvigokuitira zvakanaka panyika yaunopiwa naJehovha Mwari wako.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 5

Maonero Dhuteronomi 5:16 akapoteredza