Dhuteronomi 6:10 BDMCS

10 Zvino kana Jehovha Mwari wenyu achinge akupinzai munyika yaakapikira kumadzibaba enyu, Abhurahama, naIsaka, naJakobho, kuti achakupai, nyika ina maguta makuru akanaka, amusina kuvaka imi,

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 6

Maonero Dhuteronomi 6:10 akapoteredza