Ekisodho 29:23 BDMCS

23 Kubva padengu rechingwa chakabikwa chisina mbiriso, chiri pamberi paJehovha, utore chimwe chete, nekeke rakavhenganiswa namafuta, uye nechingwa chitete.

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 29

Maonero Ekisodho 29:23 akapoteredza