Esteri 9:15 BDMCS

15 VaJudha vaiva muShushani vakaungana pamwe chete pazuva regumi namana romwedzi waAdhari, uye vakauraya mazana matatu avarume muShushani, asi havana kubata zvakapambwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Esteri 9

Maonero Esteri 9:15 akapoteredza