Ezekieri 17:7 BDMCS

7 “ ‘Asi kwakanga kune rimwe gondo guru rakanga rina mapapiro ane simba guru uye rizere namambava. Zvino muzambiringa wakatandavadza midzi yawo yakananga kwariri kubva pamunda pawakanga wasimwa ukatambanudza matavi awo kwariri kuti uwane mvura.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 17

Maonero Ezekieri 17:7 akapoteredza