Ezekieri 23:19 BDMCS

19 Asi akaramba achiwedzera unzenza hwake achirangarira mazuva ouduku hwake, paakanga ari chifeve muIjipiti.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 23

Maonero Ezekieri 23:19 akapoteredza