Ezekieri 31:8 BDMCS

8 Misidhari yomubindu raMwari yakanga isingagoni kuukunda, uye miti yomupaini yakanga isingaenzani namatavi awo, uye miti yemipaini hayaienzaniswa namatavi awo, hakuna muti mubindu raMwari waienzana nawo pakunaka.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 31

Maonero Ezekieri 31:8 akapoteredza