Ezekieri 34:4 BDMCS

4 Hamuna kusimbisa asina simba kana kurapa anorwara kana kusunga akakuvara. Hamuna kutsvaka akarasika kana kudzosa akadzingwa. Makaabata nehasha noutsinye.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 34

Maonero Ezekieri 34:4 akapoteredza