Ezekieri 41:13 BDMCS

13 Ipapo akayera temberi; yakanga ina makubhiti zana pakureba, uye ruvazhe rwetemberi neimba namadziro ayo yaivawo namakubhiti zana pakureba.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 41

Maonero Ezekieri 41:13 akapoteredza