Ezekieri 47:9 BDMCS

9 Zvose zvipenyu zvinokambaira zvichagara kwose nokunoyerera rwizi. Pachava nehove zhinji zhinji, nokuti mvura iyi inoyereramo ichiita kuti mvura yomunyu inatswe; saka kwose kunoyerera rwizi zvinhu zvose zvinorarama.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 47

Maonero Ezekieri 47:9 akapoteredza